Isaya 34:10 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Haingadzimwi usiku namasikati; utsi hwayo huchakwira nokusingaperi. Richava dongo kubva kuno rumwe rudzi kusvikira kuno rumwe; hapana munhu achazopfuura napozve.

Isaya 34

Isaya 34:8-17