Isaya 33:1 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Une nhamo iwe, muparadzi, iyewe usati wamboparadzwa! Une nhamo iwe, mupanduki, iyewe usati wambopandukirwa! Paunorega kuparadza, iwe uchaparadzwa; paunorega kupandukira, iwe uchapandukirwa.

Isaya 33

Isaya 33:1-2