Isaya 32:6 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Nokuti benzi rinotaura zvoupenzi, ndangariro dzaro dzinofunga zvakaipa: Zvaanoita hazvina umwari uye anoparadzira zvinorasa vanhu pamusoro paJehovha; anosiya vane nzara vasina chinhu uye anonyima mvura vane nyota.

Isaya 32

Isaya 32:1-7