Isaya 32:2 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Munhu mumwe nomumwe achafanana noutiziro kubva kumhepo, noutiziro kubva pakunaya kwemvura zhinji, sehova dzemvura mugwenga nomumvuri webwe guru munyika yafa nenyota.

Isaya 32

Isaya 32:1-7