Isaya 32:11 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Dederai, imi vakadzi munoti mugere zvakanaka; hutai, iyemi vanasikana vasina hanya! Bvisai nguo dzenyu, monerai masaga muzviuno zvenyu.

Isaya 32

Isaya 32:8-19