Isaya 30:9 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ava ndivo vanhu vakapanduka, vana vokunyengera, vana vasingadi kunzwa kurayira kwaJehovha.

Isaya 30

Isaya 30:1-11