Isaya 30:3 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Asi kudzivirira kwaFaro kuchava kunyadziswa kwenyu, mumvuri weIjipiti uchakuvigirai kunyadziswa,

Isaya 30

Isaya 30:1-6