Isaya 30:28 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Kufema kwake kunofanana nokuyerera kwemvura ine simba zhinji, inokwira ichisvika mumutsipa. Anozungura ndudzi murusero rwokuparadza; anoisa mushaya dzavanhu matomu anovatsausa.

Isaya 30

Isaya 30:19-33