Isaya 30:26 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Mwedzi uchapenya sezuva, uye zuva richapenya kakapetwa kanomwe, kufanana nechiedza chamazuva manomwe azere, Jehovha paanosunga mavanga avanhu vake nokurapa maronda aakavarova nawo.

Isaya 30

Isaya 30:23-33