Isaya 30:18 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Asi Jehovha anoshuva kukuitirai nyasha; anosimuka kuti akuratidzei tsitsi. Nokuti Jehovha ndiMwari wokururamisira. Vakaropafadzwa vose vanomurindira!

Isaya 30

Isaya 30:10-26