Isaya 30:16 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Imi makati, ‘Kwete, tichatiza takatasva mabhiza.’ Naizvozvo muchatiza! Imi makati, ‘Tichatasva mabhiza anomhanya kwazvo.’ Naizvozvo vadzinganisi venyu vachamhanya kwazvo!

Isaya 30

Isaya 30:7-22