Isaya 30:14 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ruchaputsika kuita zvimedu zvimedu sehari, yakaputswa noutsinye zvokuti pakati pezvimedu zvayo hapana kuwanikwa chaenga chakasara, chokugoka mazimbe omoto pachoto kana chokuchera nacho mvura kubva muchitubu.”

Isaya 30

Isaya 30:6-20