Isaya 30:1 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“Vane nhamo vana vakasindimara,” ndizvo zvinotaura Jehovha, “kuna avo vanoita urongwa husati huri hwangu, vanoita sungano, asi vasingaiti noMweya wangu, vachiunganidza chivi pamusoro pechivi;

Isaya 30

Isaya 30:1-9