Isaya 3:16 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Jehovha anoti, “Vakadzi veZioni vanozvikudza, vanofamba vakamisa mitsipa yavo. Vachichonya nameso avo, nokufamba vachinzenzeta, vaine zvishongo zvinorira muzviziso zvamakumbo avo.

Isaya 3

Isaya 3:6-25