Isaya 29:21 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

avo vanopomera munhu mhosva neshoko chete, vanoisira musungo kuna anoruramisira mudare, uye nouchapupu hwenhema, vanokonesa kururamisirwa kwavasina mhosva.

Isaya 29

Isaya 29:18-23