Isaya 29:15 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Vane nhamo avo vanovanzira Jehovha mano avo pakadzikadzika, vanoita mabasa avo murima vachifunga mumwoyo yavo kuti, “Ndiani anotiona? Ndiani achaziva?”

Isaya 29

Isaya 29:9-22