Isaya 29:13 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ishe anoti:“Vanhu ava vanoswedera kwandiri nemiromo yavo, uye vanondikudza nemiromo yavo, asi mwoyo yavo iri kure neni. Kundinamata kwavo kwangova kwemitemo inodzidziswa navanhu chete.

Isaya 29

Isaya 29:8-21