Isaya 28:4 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ruva riya rosvava pakubwinya kworunako rwaro, riri pamusoro pomupata wakaorera, richafanana neonde raibva goho risati rasvika, munhu achingoriona, anoritanha noruoko rwake, obva aridya pakarepo.

Isaya 28

Isaya 28:1-8