Isaya 28:25 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Paanoenzanisa munda wake kuti uti chechetere, haangadyari karawe uye agokusha kumini here? Haangadyari gorosi munzvimbo yaro, nebhari mumunda wayo, nesipereti mumunda wayo here?

Isaya 28

Isaya 28:23-27