Isaya 28:21 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Nokuti Jehovha achasimuka sezvaakaita paGomo rePerazimi, achatsamwa sezvaakaita muMupata weGibheoni, kuti aite basa rake, iro basa risinganzwisisiki, uye azadzise basa rake, basa risinganzwisisiki.

Isaya 28

Isaya 28:18-29