Isaya 28:2 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Tarira, Ishe ano mumwe ane simba uye anokurira. Sechimvuramabwe uye nedutu rinoparadza, sedutu remvura zhinji uye samafashamu emvura inonaya, achaiwisira pasi nesimba guru.

Isaya 28

Isaya 28:1-6