Isaya 27:13 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Uye pazuva iro hwamanda huru icharira. Vakanga vofira muAsiria uye navaya vakanga vatizira kuIjipiti vachauya kuzonamata Jehovha pamusoro pegomo dzvene riri muJerusarema.

Isaya 27

Isaya 27:6-13