Isaya 26:5 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Anoderedza avo vagere pakakwirira, anodzikisa pasi guta rapamusoro; anorideredza kusvikira pavhu uye anorikanda muguruva.

Isaya 26

Isaya 26:1-9