Isaya 25:4 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Manga muri utiziro hwavarombo, utiziro hwaanoshayiwa mukutambudzika kwake, uye dumba panguva yemvura zhinji nomumvuri pakupisa kwezuva. Nokuti kuremedzeka kwavano utsinye kwakafanana nemvura zhinji inorovera parusvingo,

Isaya 25

Isaya 25:1-12