Isaya 25:11 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Vachatambanudza maoko avo mariri, somushambiri anotambanudza maoko ake kuti ashambire. Mwari achaderedza kuzvikudza kwavo, kunyange vachigona kuita zvakanaka namaoko avo,

Isaya 25

Isaya 25:9-12