Isaya 24:6 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Naizvozvo kutuka kunoparadza nyika, vanhu vayo vanofanira kuzvitakurira mhosva dzavo. Naizvozvo vagari vomunyika vopiswa, uye vashoma ndivo vasara.

Isaya 24

Isaya 24:1-16