Isaya 24:22 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Vachaunganidzwa pamwe chete kufanana navasungwa vakasungwa mugomba; vachapfigirwa mutorongo vagozorangwa kwamazuva mazhinji.

Isaya 24

Isaya 24:13-23