Isaya 24:14 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Vanosimudza manzwi avo, vanopururudza nomufaro; kubva kumavirira vanoparidza zvoukuru hwaJehovha.

Isaya 24

Isaya 24:7-21