Isaya 23:4 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Nyara, iwe Sidhoni, uye newe nhare yegungwa, nokuti gungwa rataura richiti, “Handina kumborwadziwa kana kubereka; handina kumborera vanakomana kana kukurisa vanasikana.”

Isaya 23

Isaya 23:1-8