Isaya 23:18 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Asi zvarakashambadzira uye nomubayiro waro zvichatsaurirwa Jehovha; hazvingachengetwi kana kuvigwa. Zvarakashambadzira zvichaendeswa kuna avo vanogara pamberi paJehovha, kuti vave nezvokudya zvakawanda nenhumbi dzakanaka.

Isaya 23

Isaya 23:11-18