Isaya 22:2 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Haiwa guta rizere nemheremhere, haiwa guta renyonganyonga nokupembera? Vakaurayiwa venyu havana kubayiwa nomunondo, kana kufira muhondo.

Isaya 22

Isaya 22:1-10