Isaya 22:18 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Achakupomba-pomba sebhora agokukanda munyika yakakura. Ndimo mauchafira, uye ngoro dzako dzine mbiri dzichasara imomo, iwe wokunyadzisa imba yatenzi wako!

Isaya 22

Isaya 22:8-25