Isaya 22:13 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Asi tarirai, kune mufaro nokupembera, kubayiwa kwemombe nokuurayiwa kwamakwai, kudyiwa kwenyama nokunwiwa kwewaini! munoti, “Ngatidyei uye tinwe, nokuti mangwana tichafa!”

Isaya 22

Isaya 22:9-22