Isaya 22:11 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Makavaka gungwa pakati pamasvingo maviri, kuti muchingidzire mvura yomudziva rakare, asi hamuna kutarira kuna Iye akariita, kana kuva nehanya naIye akazvironga kare.

Isaya 22

Isaya 22:9-14