Isaya 20:3 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo Jehovha akati, “Sezvakaita Isaya muranda wangu akafamba asina nguo, uye asina shangu kwamakore matatu, sechiratidzo nechishamiso pamusoro peIjipiti neEtiopia,

Isaya 20

Isaya 20:1-5