Isaya 2:6 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Nokuti makasiya vanhu venyu, ivo imba yaJakobho. Vakazara nezvinamato zvokuMabvazuva; vanoita zvokuvuka kufanana navaFiristia, vachibatana maoko navahedheni.

Isaya 2

Isaya 2:1-14