Isaya 2:19 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Vanhu vachatizira kumapako amatombo, nokumwena yapasi nokuda kwaJehovha anotyisa, uye nokubwinya kwoumambo hwake, paanosimuka achizungunutsa nyika.

Isaya 2

Isaya 2:9-20