Isaya 19:25 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Jehovha Wamasimba Ose achavaropafadza achiti, “Ngavaropafadzwe vaIjipita vanhu vangu, navaAsiria, basa ramaoko angu, navaIsraeri, nhaka yangu.”

Isaya 19

Isaya 19:19-25