Isaya 19:20 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ichava chiratidzo nechapupu kuna Jehovha Wamasimba Ose munyika yeIjipiti. Pavanodanidzira kuna Jehovha nokuda kwavamanikidzi vavo, achavatumira muponesi nomurwiri, ipapo achavanunura.

Isaya 19

Isaya 19:19-21