Isaya 19:12 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Zvino vakachenjera venyu varipiko? Ngavakuratidzei uye vakuzivisei zvakafungwa naJehovha Wamasimba Ose pamusoro peIjipiti.

Isaya 19

Isaya 19:3-18