Isaya 17:6 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Kunyange zvakadaro dzimwe tsanga dzichasara, sezvinoita muorivi kana wazunzwa, uchisiya maorivi maviri kana matatu pamatavi okumusoro-soro, mana kana mashanu pamatavi makuru anobereka,” ndizvo zvinotaura Jehovha Mwari waIsraeri.

Isaya 17

Isaya 17:3-13