Isaya 17:14 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Munguva yamadekwana, pachava nokutyisa! Kusati kwaedza, havachipo! Uyu ndiwo mugove wavaya vanotibira, nomubayiro wavanotipamba.

Isaya 17

Isaya 17:5-14