Isaya 17:12 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Haiwa, kutinhira kwendudzi zhinji, dzinotinhira sokutinhira kwegungwa! Haiwa, kuomba kwamarudzi anoomba kufanana nokutinhira kwemvura zhinji!

Isaya 17

Isaya 17:11-14