Isaya 17:10 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Nokuti wakanganwa Mwari Muponesi wako, hauna kurangarira Dombo, iyo nhare yako. Naizvozvo, kunyange ukazvisimira miti yakanakisisa, uye ukadyara mizambiringa inobva kune dzimwe nyika,

Isaya 17

Isaya 17:9-11