Isaya 15:8 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Kudanidzira kwavo kwaita maungira kuchitevedza muganhu weMoabhu; kuungudza kwavo kunosvikira kuEgiraimi, kurira kwavo kunosvikira kuBheeri Erimi.

Isaya 15

Isaya 15:5-9