Isaya 14:9 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Pasi, iro guva razungunuka kuti rinangane newe pakuuya kwako; riri kumutsa mweya yavakaenda kuti izokukwazisai, vose vakaenda vari vatungamiri munyika; rinoita kuti vasimuke pazvigaro zvavo zvoushe, vose vakanga vari madzimambo endudzi.

Isaya 14

Isaya 14:7-14