Isaya 14:29 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Musafara imi mose vaFiristia, muchiti shamhu yakakurovai imi, yavhunika; nokuti kubva pamudzi wenyoka iyo pachabuda mvumbi, chibereko chayo chichava nyoka ino uturu hunobaya.

Isaya 14

Isaya 14:25-32