Isaya 14:25 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ndichapwanya muAsiria munyika yangu; ndichamutsikirira pasi pamusoro pegomo rangu. Joko rake richabviswa kubva pavanhu vangu, nomutoro wake wokubva pamabvudzi avo.”

Isaya 14

Isaya 14:21-28