Isaya 14:19 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Asi iwe warasirwa kunze kweguva rako, kufanana nedavi rakaraswa; wakafukidzwa navakaurayiwa, naavo vakabayiwa nomunondo, avo vakadzika kumatombo egomba. Kufanana nechitunha chinotsikwa-tsikwa netsoka,

Isaya 14

Isaya 14:11-25