Isaya 14:1 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Jehovha achanzwira Jakobho tsitsi; achasarudza Israeri zvakare uye achavagarisa munyika yavo. Vatorwa vachabatana navo vachanamatirana neimba yaJakobho.

Isaya 14

Isaya 14:1-5